Ndiri chizvarwa chemuAfrica, mu 'Fusion African'
Upenyu hwangu hunonyatsotambanuka kuburikidza nechishuvo chekuda
kunzwisisa nekufarira ungwaru. Zvichitevera hwana hudiki hwakasiyana
nehwevamwe, ndakatanga kudzidza nekutenderera nyika dzakawanda
pandaishanda munyanza. Mushure mekuenda kunoshandira mapoka
akazvimiririra, ndakabva ndaita mukuru webasa, ndikaita munhu anozvishandira,
ndichipa mazano ndiri nyanzvi yedzidzo uye murapi. Ndakaita rombo rakanaka
kurarama, kushanda nekudzidza zvinhu zvakasiyana zvenyika dzakawanda.
Samba rangu rinobva pakuziva kuti tiri vanhu vamwe, tine maonero akafanana,
shungu dzimwe, kushanda zvinotarisirwa uye chinangwa chimwe.
Website yangu inopa tsananguro yezvandinoita uye zvandinofarira. Kana
uchinzwa une chido chekuti tiite mushandirapamwe pane zvisina kujairika
nditaurire.
LEADER - FACILITATOR - INNOVATOR
Ita
Afr
Ned
Eng
Fra
Deu
Por
Setswana
Shishona
Esp
Swahili
Zulu
Pol